1
1 VaKorinde 1:27
Shona BIBLE
SUB
asi Mwari akatsaura zvinhu zvisina simba zvenyika, kuti anyadzise izvo zvine simba
Compare
Explore 1 VaKorinde 1:27
2
1 VaKorinde 1:18
Nokuti shoko romuchinjikwa upenzi kuna vanoparadzwa; asi kwatiri, isu tinoponeswa, isimba raMwari.
Explore 1 VaKorinde 1:18
3
1 VaKorinde 1:25
Nokuti upenzi hwaMwari hunopfuura vanhu nouchenjeri; noutera hwaMwari hunopfuura vanhu pasimba.
Explore 1 VaKorinde 1:25
4
1 VaKorinde 1:9
Mwari ndiye akatendeka, wamakadanwa naye kuyanana noMwanakomana wake, Jesu Kristu, Ishe wedu.
Explore 1 VaKorinde 1:9
5
1 VaKorinde 1:10
Zvino ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, nezita raIshe wedu, Jesu Kristu, kuti imi mose mutaure chinhu chimwe, kuti pakati penyu kurege kuva nokupesana; asi kuti musanganiswe zvakanaka pamurangariro mumwe nokufunga kumwe.
Explore 1 VaKorinde 1:10
6
1 VaKorinde 1:20
Akachenjera aripiko? Munyori aripiko? Muiti wenharo wenyika ino aripiko? Mwari haana kuita uchenjeri hwenyika huve upenzi here?
Explore 1 VaKorinde 1:20