1
Mapisarema 146:5
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Akaropafadzwa munhu uyo ano mubatsiri wake Mwari waJakobho, tariro yake iri muna Jehovha Mwari wake
Compare
Explore Mapisarema 146:5
2
Mapisarema 146:3
Regai kuvimba namachinda, navanhu vanofa, vasingagoni kuponesa.
Explore Mapisarema 146:3
3
Mapisarema 146:7-8
Anomiririra zvinodiwa nevakadzvinyirirwa, uye anopa zvokudya vane nzara. Jehovha anosunungura vasungwa. Jehovha anosvinudza mapofu, Jehovha anosimudza avo vakakotamiswa pasi, Jehovha anoda vakarurama.
Explore Mapisarema 146:7-8
4
Mapisarema 146:6
Muiti wedenga nenyika, gungwa uye nezvose zviri mariri, iye Jehovha, anogara akatendeka nokusingaperi.
Explore Mapisarema 146:6
5
Mapisarema 146:9
Jehovha anorinda vatorwa uye anoriritira nherera nechirikadzi, asi anokonesa nzira dzavakaipa.
Explore Mapisarema 146:9