1
Mapisarema 137:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Panzizi dzeBhabhironi takagarapo tikachema, patakarangarira Zioni.
Compare
Explore Mapisarema 137:1
2
Mapisarema 137:3-4
nokuti ipapo avo vakatitapa vakatikumbira nziyo, vatambudzi vedu vakatigombedzera kuti tiimbe nziyo dzomufaro, vakati, “Tiimbirei rumwe rwiyo rweZioni!” Tingaimba seiko nziyo dzaJehovha tiri munyika yokumwe?
Explore Mapisarema 137:3-4