1
Mapisarema 131:2
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Asi ndakadzikamisa uye ndakanyaradza mweya wangu; somwana akarumurwa namai vake, somwana akarumurwa, ndizvo zvakaita mweya wangu mandiri.
Compare
Explore Mapisarema 131:2
2
Mapisarema 131:1
Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; handina hanya nezvinhu zvikuru kana zvinhu zvinonyanya kushamisa.
Explore Mapisarema 131:1