1
Isaya 37:16
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
“Haiwa Jehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, mugere pakati pamakerubhimi, imi moga ndimi Mwari aripo pamusoro poumambo hwose hwenyika. Makasika denga nepasi.
Compare
Explore Isaya 37:16
2
Isaya 37:20
Zvino, Jehovha Mwari wedu, tidzikinurei kubva muruoko rwake, kuitira kuti madzimambo ose enyika azive kuti imi moga, Jehovha, ndimi Mwari.”
Explore Isaya 37:20