1
VaHebheru 8:12
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Nokuti ndichavaregerera zvakaipa zvavo uye handizorangaririzve zvivi zvavo.”
Compare
Explore VaHebheru 8:12
2
VaHebheru 8:10
Iyi ndiyo sungano yandichaita neimba yaIsraeri, mushure menguva iyoyo, ndizvo zvinotaura Ishe. Ndichaisa mirayiro yangu mundangariro dzavo, uye ndichainyora pamwoyo yavo. Ndichava Mwari wavo, uye vachava vanhu vangu.
Explore VaHebheru 8:10
3
VaHebheru 8:11
Hakuna munhu achazodzidzisa muvakidzani wake, kana munhu kudzidzisa hama yake, achiti, ‘Ziva Ishe,’ nokuti vose vachandiziva, kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo.
Explore VaHebheru 8:11
4
VaHebheru 8:8
Asi Mwari akaona kukanganisa kwavanhu ava akati: “Nguva inouya, ndizvo zvinotaura Ishe, yandichaita sungano itsva neimba yaIsraeri, uye neimba yaJudha
Explore VaHebheru 8:8
5
VaHebheru 8:1
Shoko guru pane izvozvi zvatiri kutaura ndiro iri rokuti: Tino muprista mukuru akadai, akagara kurudyi rwechigaro chaIshe kudenga
Explore VaHebheru 8:1
Home
Bible
Plans
Videos