1
Ekisodho 29:45-46
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ipapo ndichagara pakati pavaIsraeri uye ndigova Mwari wavo. Vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, akavabudisa kubva muIjipiti kuitira kuti ndigogara pakati pavo. Ndini Jehovha Mwari wavo.
Compare
Explore Ekisodho 29:45-46