1
2 VaKorinde 7:10
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Nokuti kusuwa kwoumwari kunouyisa kutendeuka uko kunotungamirira kuruponeso uye hakuuyisi kudemba, asi kusuwa kwenyika kunouyisa rufu.
Compare
Explore 2 VaKorinde 7:10
2
2 VaKorinde 7:1
Shamwari dzinodikanwa, sezvo tine zvipikirwa izvi, ngatizvinatsei kubva pazvinhu zvinosvibisa muviri nomweya, tichikwanisa utsvene pakutya Mwari.
Explore 2 VaKorinde 7:1
3
2 VaKorinde 7:9
asi zvino ndinofara, kwete nokuti makachema, asi nokuti kusuwa kwenyu kwakaita kuti mutendeuke. Nokuti makava nokusuwa kukuru sezvaidiwa naMwari uye nokudaro hamuna kukuvadzwa nesu nenzira ipi zvayo.
Explore 2 VaKorinde 7:9