1
2 VaKorinde 3:17
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka.
Compare
Explore 2 VaKorinde 3:17
2
2 VaKorinde 3:18
Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.
Explore 2 VaKorinde 3:18
3
2 VaKorinde 3:16
Asi kana munhu akatendeukira kuna She chete, chifukidziro chinobviswa.
Explore 2 VaKorinde 3:16
4
2 VaKorinde 3:5-6
Kwete nokuti tinogona isu pachedu, zvokuti titi chakati ndechedu, asi kugona kwedu kunobva kuna Mwari. Akatigonesa savashumiri vesungano itsva, kwete yakanyorwa asi yoMweya; nokuti tsamba inouraya, asi Mweya anopa upenyu.
Explore 2 VaKorinde 3:5-6