1
1 VaTesaronika 2:4
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Asi, tinotaura savanhu vakatenderwa naMwari kuti tipiwe vhangeri. Hatisi kuedza kufadza vanhu asi Mwari, iye anoedza mwoyo yedu.
Compare
Explore 1 VaTesaronika 2:4
2
1 VaTesaronika 2:13
Nesuwo tinotenda Mwari nguva dzose, nokuti pamakagamuchira shoko raMwari, ramakanzwa kwatiri, makarigamuchira, kwete seshoko ravanhu, asi sezvariri, iro shoko raMwari, riri kubata mamuri imi vanotenda.
Explore 1 VaTesaronika 2:13
Home
Bible
Plans
Videos