1
Nziyo 30:5
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Nokuti hasha dzake ndedzekanguvana; asi mwoyochena wake ndehweupenyu hwose. Kuchema kunombouya usiku; asi rufaro runouya namangwanani.
Compare
Explore Nziyo 30:5
2
Nziyo 30:11-12
Makasandura kuungudza kwangu kukava kutamba. Makanditakanura saga mukandipfekedza rufaro kuitira kuti ndikuimbirei ndichirumbidza mbiri yenyu ndirege kunyarara TENZI Mwari wangu ndinokutendai nokusingaperi.
Explore Nziyo 30:11-12
3
Nziyo 30:2
TENZI, Mwari wangu ndakachema kwamuri kuti mundibatsire imi mukandirapa.
Explore Nziyo 30:2
4
Nziyo 30:4
Imbai muchirumbidza TENZI imi vakarurama vake. Tendai zita rake rinoera.
Explore Nziyo 30:4
5
Nziyo 30:1
Ndinokurumbidzai TENZI nokuti makandinyurura uye nokuti hamuna kurega vavengi vangu vachindidadira.
Explore Nziyo 30:1
Home
Bible
Plans
Videos