1
Hosea 7:14
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Havanamati kwandiri nemwoyo wose asi vanohwihwidza kuchema vari pamibhedha yavo. Pavanokumbira mbesanwa newaini vanonamata vachizvicheka-cheka muviri vachitondipandukira zvavo.
Compare
Explore Hosea 7:14
2
Hosea 7:13
“Zvichavawana zvavo ivo vakatetereka vachibva kwandiri, kuparadzwa ndokwavo, nokuti vakandipandukira. “Kuvanunura, ndaigona zvangu kuvanunura asi vanotaura manyepo nezvangu.
Explore Hosea 7:13