1
Hosea 11:4
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Ndaivatungamirira netambo yengoni pamwe neyamabhande orudo. Ndakavasimudza somwana muduku pachipfuva changu ndikakotama ndichivapa chokudya.
Compare
Explore Hosea 11:4
2
Hosea 11:1
“Isiraeri paakanga achiri mwana mudiki, ndaimuda. Ndakadaidza mwana wangu iyeyu kubva kuIjipiti.
Explore Hosea 11:1