1
Esita 7:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Vahosi Esita vakapindura vachiti, “Kana imi mandiitirawo mwoyochena mambo, uye kana zvichikufadzai imi mambo nokukumbira kwandinenge ndaita ndinokumbira kuti mundiraramisewo uyewo nokukumbira kwangu mundiraramisirewo vanhu vokwangu
Compare
Explore Esita 7:3
2
Esita 7:10
Mambo akabva ati, “Indomusungirirai ipapo.” Saizvozvo vakandosungirira Hamani pamutandariko wemapango uya waakanga agadzirira Modhekai. Ndopakazoserera hasha dzamambo.
Explore Esita 7:10