1
2 Timoti 1:7
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
nokuti Mwari haana kutipa mweya woumbwende asi mweya wesimba norudo nowokuzvibata.
Compare
Explore 2 Timoti 1:7
2
2 Timoti 1:9
raiye akatinunura akatidaidza nokudaidza kunoera, kwete nokuda kwamabasa edu asi pamusana pezvirongwa zvake uye pamusana penyasha dzake dzaakatipa muna Kristu Jesu karekareko.
Explore 2 Timoti 1:9
3
2 Timoti 1:6
Naizvozvo ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzirezve chipo chaMwari chiri mauri chawakawana nokukuisa maoko pamusoro kwandakuita
Explore 2 Timoti 1:6
4
2 Timoti 1:8
Saizvozvo usanyare kupupurira Tenzi wedu kana kundipupurirawo ini musungwa wake, nesimba raunopiwa naMwari. Chikonzero chiri chokuti utambudzikewo pamwechete neni pamusana peShoko Rakanaka
Explore 2 Timoti 1:8
5
2 Timoti 1:12
nokuda kwaizvozvi ndinotambudzika kudai, asi handinyari nokuti ndinoziva wandakatenda maari uye ndine chokwadi chokuti anokwanisa kuchengetedza zvakaiswa mumaoko mangu kusvikira Zuva iroro.
Explore 2 Timoti 1:12
Home
Bible
Plans
Videos