1
2 Vatesaronika 3:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
asi Tenzi akatendeka achakudzivirirai kumuipi.
Compare
Explore 2 Vatesaronika 3:3
2
2 Vatesaronika 3:5
Dai Tenzi angotungamirira mwoyo yenyu kurudo rwaMwari uye kuno kutirira kwaKristu.
Explore 2 Vatesaronika 3:5
3
2 Vatesaronika 3:6
Zvino tinokuudzai hama muzita raTenzi Jesu Kristu kuti siyanai nehama inenge iri nyope isingatevedzi magamuchidzanwa amakagamuchira kwatiri.
Explore 2 Vatesaronika 3:6
4
2 Vatesaronika 3:2
uye kuti tinunurwe kuvanhu vakaipa vanyangadzi. Havasi vose vose vane chitendero
Explore 2 Vatesaronika 3:2
Home
Bible
Plans
Videos