1
1 Nhoroondo 4:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Jabhezi akanamata Mwari weIsiraeri achiti: “Dai mandikomborerawo zvenyu nyika yangu muikudze-kudzewo ruoko rwenyu rurambe ruchindisesedza, mundidzivirirewo kune zvakaipa kuti zvirege kundikuvadza.” Mwari akamuitira zvaakakumbira.
Compare
Explore 1 Nhoroondo 4:10
2
1 Nhoroondo 4:9
Jabhezi uyu aiva munhu anoremekedzwa kwazvo navakoma navanun'una vake. Amai vake vakamutumidza zita rokuti Jabhezi vachiti pakumubereka ndakaona nhamo.
Explore 1 Nhoroondo 4:9