1
Nziyo 26:2-3
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Ndivhenekei TENZI mundiedze munyatsopenengura pfungwa dzangu nemwoyo wangu. Nokuti mwoyochena wenyu ndinogara ndichiuona uye ndinofamba ndakatendeka kwamuri.
Compare
Explore Nziyo 26:2-3
2
Nziyo 26:1
TENZI ratidzai kuti handina mhosva nokuti ndakafamba muchokwadi uye ndakavimba nemi TENZI ndisingazunguziki
Explore Nziyo 26:1