1
Mabasa 22:16
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Pane chaungamirire here?” Chisimuka uombekwe ushambidzwe zvitadzo uchidaidza zita rake.
Compare
Explore Mabasa 22:16
2
Mabasa 22:14
Iye akati, “Mwari wamadzibaba edu akakusarudza kuti uzive zvaanoda, uye kuti uone Mururami uyewo kuti unzwe izwi rinobva mumuromo make
Explore Mabasa 22:14
3
Mabasa 22:15
nokuti uchava chapupu chake kuvanhu vose uchipupurira zvawaona nezvawanzwa.
Explore Mabasa 22:15