1
Mabasa 13:2-3
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Pavainamata Tenzi uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vaite basa randavasarudzira. Mushure mokutsanya nokunamata vakaisa maoko avo pavari vakavaendesa.
Compare
Explore Mabasa 13:2-3
2
Mabasa 13:39
Munhu wose anotenda anosunungurwa naye muna zvose zvamakanga musingakwanisi kusunungurwa nomutemo waMosesi.
Explore Mabasa 13:39
3
Mabasa 13:47
Ndizvo zvatakaudzwa naTenzi kuti tinofanira kuita paakati, “ ‘Inga ndakaita kuti uve chiedza kune vechirudzi kuti ruponeso rwangu rusvike kwakaperera nyika chaiko.’ ”
Explore Mabasa 13:47