1
Nziyo 95:6-7
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Uyai tigwadame tikotame tichipfugamira TENZI musiki wedu nokuti ndiTENZI wedu isu ndisu vanhu vaanofudza uye tiri hwai dziri mumaoko ake. Dai nhasi mukangoteererawo zvenyu kuizwi rake.
Compare
Explore Nziyo 95:6-7
2
Nziyo 95:1-2
Uyai tiimbe tichirumbidza TENZI. Ngatipururudzirei nomufaro dombo ratinopona naro. Ngatiuyei paari tichimutenda ngatimupururudzirei tichimurumbidza nedzimbo.
Explore Nziyo 95:1-2
3
Nziyo 95:3
Nokuti TENZI ndiMwari mukuru, uye ndiMambo mukuru ari pamusoro pavanamwari vose.
Explore Nziyo 95:3
4
Nziyo 95:4
Pasi pakadzamisisa pari mumaoko ake, kunyange nhungamakore dzamakomo ndedzake.
Explore Nziyo 95:4