1
Nziyo 86:11
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Ndidzidziseiwo nzira dzenyu TENZI kuti ndifambe muchokwadi chenyu; ndipeiwo mwoyo mumwechete pakutya zita renyu.
Compare
Explore Nziyo 86:11
2
Nziyo 86:5
nokuti imi, TENZI, makanaka uye munoregerera, munoitira mwoyochena vakawanda kuna vanodana kwamuri.
Explore Nziyo 86:5
3
Nziyo 86:15
Asi imi TENZI muri Mwari ane tsitsi, ane mwoyo wakanaka. Mune mwoyo murefu; mune mwoyochena wakawanda uye makatendeka.
Explore Nziyo 86:15
4
Nziyo 86:12
Ndinokutendai TENZI Mwari wangu nomwoyo wangu wose uye ndicharumbidza zita renyu nokusingaperi
Explore Nziyo 86:12
5
Nziyo 86:7
Pazuva rokutambudzika kwangu ndinodanidzira kwamuri nokuti imi munondipindura.
Explore Nziyo 86:7