1
Nziyo 79:9
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Tibatsireiwo Mwari mununuri wedu kuitira mbiri yezita renyu. Tinunurei mutiregererewo zvitadzo zvedu kuitira zita renyu.
Compare
Explore Nziyo 79:9
2
Nziyo 79:13
Ipapo isu vanhu venyu, hwai dzedanga renyu tichakutendai nokusingaperi pazvizvarwa nezvizvarwa, tichakurukura mbiri yenyu.
Explore Nziyo 79:13
3
Nziyo 79:8
Musatiyeukirewo zvitadzo zvedu zvakare. Tsitsi dzenyu ngadziuye nokukurumidza dzitichingurewo nokuti tasakara zvikuru.
Explore Nziyo 79:8