1
Nziyo 71:5
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Ndimi chitarisiro changu TENZI, wandinovimba naye kubvira pauduku hwangu TENZI.
Compare
Explore Nziyo 71:5
2
Nziyo 71:3
Ivai kwandiri bako rokupotera, nhare yakasimba yokundinunura nokuti ndimi dombo rangu nenhare yangu.
Explore Nziyo 71:3
3
Nziyo 71:14
Ndicharamba ndichingotarisira uye ndichakurumbidzai kakawanda.
Explore Nziyo 71:14
4
Nziyo 71:1
Ndinopotera kwamuri TENZI musaite kuti ndinyadziswe.
Explore Nziyo 71:1
5
Nziyo 71:8
Kukurumbidzai hakuchabvi pamuromo pangu uye ndichaswera muswere wose ndichikupai mbiri.
Explore Nziyo 71:8
6
Nziyo 71:15
Muromo wangu uchataura nezvamabasa enyu akarurama uye zuva rose nezvokununura kwenyu nokuti handikwanisi kuzviverenga.
Explore Nziyo 71:15