1
Nziyo 69:30
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Ndicharumbidza zita raMwari norumbo ndichamukudza nokumutenda.
Compare
Explore Nziyo 69:30
2
Nziyo 69:13
Asi, ini, wandinonamata ndimi TENZI. Ndipindureiwo Mwari panguva yakakodzera nemwoyochena wenyu, wakadai kuwanda nokununura kwenyu kusina chinotadzisa.
Explore Nziyo 69:13
3
Nziyo 69:16
Ndipindureiwo TENZI nokuti mwoyochena wenyu wakanaka. Netsiye dzenyu nyoro dzakawanda, tendeukirai kwandiri.
Explore Nziyo 69:16
4
Nziyo 69:33
Nokuti Mwari anonzwa varombo uye haashori vanhu vake vanenge vari muusungwa.
Explore Nziyo 69:33