1
Nziyo 59:16
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Asi ini ndinoimba ndichirumbidza simba renyu. Ndichaimba ndichidaidzira ndichirumbidza mwoyochena wenyu mangwanani nokuti imi ndimi manga muri nhare yandinozvidzivirira nayo muhondo uye diziro rangu panguva yenhamo.
Compare
Explore Nziyo 59:16
2
Nziyo 59:17
Imi simba rangu ndichaimba ndichikurumbidzai nokuti imi Mwari ndimi nhare yandinozvidzivirira navo muhondo. Mwari anondiitira mwoyochena.
Explore Nziyo 59:17
3
Nziyo 59:9-10
Imi, simba rangu, ndinotarisa kwamuri nokuti imi Mwari ndimi nhare yandinozvidzivirira nayo muhondo. Mwari, nemwoyochena wake, achandichingura. Mwari wangu achaita kuti nditarise vavengi vangu vakundwa.
Explore Nziyo 59:9-10
4
Nziyo 59:1
Ndinunureiwo Mwari kuvavengi vangu. Ndidzivirireiwo kune vari kundimukira.
Explore Nziyo 59:1