1
Nziyo 55:22
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Turira mutoro wako kuna TENZI iye achaita kuti urambe wakagwinya. Haambobvumira kuti vakarurama vazunguzwe.
Compare
Explore Nziyo 55:22
2
Nziyo 55:17
Manheru namangwanani uye masikati, ndinoisa chichemo changu ndichidemba; iye achanzwa izwi rangu.
Explore Nziyo 55:17
3
Nziyo 55:23
Asi imi Mwari dzikandei mugomba rapasi pasi mhondi idzodzi, vanhu voujarijari vasati vambosvika pakati napakati poupenyu hwavo. Asi ini ndichavimba nemi.
Explore Nziyo 55:23
4
Nziyo 55:16
Asi ini ndinochema kuna Mwari, TENZI achandinunura.
Explore Nziyo 55:16
5
Nziyo 55:18
Achandinunura norugare pahondo yandiri kurwisa nokuti vanondirwisa vakawanda.
Explore Nziyo 55:18
6
Nziyo 55:1
Inzwaiwo munamato wangu, Mwari; musavande chikumbiro changu.
Explore Nziyo 55:1