1
Nziyo 42:11
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Ko ndasuruvara neiko kudai iyeni ko ndadzongodzwa mwoyo mukati mangu seiko kudai? Ndinotarisira kuna Mwari nokuti ndichamurumbidzazve iye rubatsiro rwangu naMwari wangu.
Compare
Explore Nziyo 42:11
2
Nziyo 42:1-2
Sokusuwira mvura inoyerera – kunoita nondo, ndiko kukusuwirai kwandinoita, Mwari. Mweya wangu une nyota nemi Mwari, imi Mwari mupenyu. Ndichauya riniko ndizoona uso hwaMwari?
Explore Nziyo 42:1-2
3
Nziyo 42:5
Ko ndasururavara neiko kudai iyeni? Ko ndadzongodzwa mwoyo mukati mangu seiko kudai? Ndinofanira kutarisira muna Mwari nokuti ndichamurumbidzazve iye rubatsiro rwangu
Explore Nziyo 42:5
4
Nziyo 42:3
Upenyu hwangu yangova misodzi chete siku nesikati vanhu vachingonditi, “Iye Mwari wako aripi?”
Explore Nziyo 42:3
5
Nziyo 42:6
naMwari wangu. Ndinosuruvara mumwoyo mangu, saka zvinondipa kukurangarirai ndiri munyika yokuJorodhani nokuHerimoni, ndiri kugomo reMiza.
Explore Nziyo 42:6