1
Nziyo 118:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Iri ndiro zuva rakaitwa naTENZI ngatifarei kwazvo tipembere mariri.
Compare
Explore Nziyo 118:24
2
Nziyo 118:6
TENZI zvaari kudivi kwangu handityi, munhu angandiitei.
Explore Nziyo 118:6
3
Nziyo 118:8
Zviri nani kupotera kuna TENZI panokuvimba nomunhu.
Explore Nziyo 118:8
4
Nziyo 118:5
Ndakadaidzira kuna TENZI ndiri munhamo, TENZI akandipindura akandipinza murusununguko.
Explore Nziyo 118:5
5
Nziyo 118:29
Tendai TENZI nokuti wakanaka, mwoyochena wake hauperi narini.
Explore Nziyo 118:29
6
Nziyo 118:1
Explore Nziyo 118:1
7
Nziyo 118:14
TENZI ndiye simba rangu norumbo rwangu, ndiye akava ruponeso rwangu.
Explore Nziyo 118:14
8
Nziyo 118:9
Zviri nani kupotera panaTENZI panokuvimba namachinda.
Explore Nziyo 118:9
9
Nziyo 118:22
Dombo rakarambwa navavaki ndiro rakazova dombo guru rapakona.
Explore Nziyo 118:22