1
Tsumo 8:35
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Nokuti anondiwana, anowana upenyu uye anofarirwa naTenzi.
Compare
Explore Tsumo 8:35
2
Tsumo 8:13
Kutya Tenzi kunoreva kuvenga uipi, ndinovenga kuzvikudza nokuzvitutumadza nokutaura kusina kururama.
Explore Tsumo 8:13
3
Tsumo 8:10-11
Torai chidzidziso changu pano kutora sirivha uye ruzivo pane kutora ndarama yakanakisisa nokuti ungwaru huri nani pane zvishongo, chose chaungade hapana chingaenzane nahwo.
Explore Tsumo 8:10-11