1
Zekariya 4:6
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Ipapo akapindura, akataura neni, achiti, “Ndiro shoko raJehovha kuna Zerubhabheri, rinoti, ‘Hazviitwi nehondo kana nesimba, asi noMweya wangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Compare
Explore Zekariya 4:6
2
Zekariya 4:10
“Nokuti ndiani akashoora zuva rezvinhu zviduku? Nokuti achafara zvikuru, achaona rwonzi rwokuyera muruoko rwaZerubhabheri; awa ndiwo meso aJehovha anofamba pose-pose panyika yose.
Explore Zekariya 4:10
3
Zekariya 4:9
“Maoko aZerubhabheri akateya nheyo dzeimba ino, maoko ake achaipedzisawo; ipapo iwe uchaziva kuti Jehovha wehondo ndiye akandituma kwauri.
Explore Zekariya 4:9