1
Tito 2:11-12
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Nokuti nyasha dzaMwari dzakaonekwa, dzinovigira vanhu vose kuponeswa, dzichitidzidzisa isu kuti tirambe kusanamata Mwari nokuchiva zvenyika, tirarame nokungwara, nokururama, nokunamata Mwari panguva ino
Compare
Explore Tito 2:11-12
2
Tito 2:13-14
takatarira tariro inofadza, nokuonekwa kwokubwinya kwaMwari mukuru, noMuponesi wedu, Kristu Jesu, wakazvipa nokuda kwedu, kuti atidzikinure pazvisakarurama zvose, kuti azvinatsire vanhu vave vake chaivo, vanhu vanoshingairira mabasa akanaka.
Explore Tito 2:13-14
3
Tito 2:7-8
pazvinhu zvose iwe umene uvaratidze makwara amabasa akanaka; uve nokusakanganisa pakudzidzisa, nomugariro unokudzwa, nokutaura kwakarurama, kusingagoni kushoorwa, kuti anopesana nesu anyadziswe, asina chinhu chakaipa chaangareva pamusoro pedu.
Explore Tito 2:7-8