1
Mapisarema 62:8
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Vimbai naye nguva dzose, imi vanhu; Dururai mwoyo yenyu pamberi pake; Mwari ndiye utiziro hwedu.
Compare
Explore Mapisarema 62:8
2
Mapisarema 62:5
Mweya wangu, rindira Mwari zvirokwazvo; Nokuti ndinomutarira iye.
Explore Mapisarema 62:5
3
Mapisarema 62:6
Ndiye oga dombo rangu noruponeso rwangu; Ndiye shongwe yangu yakakwirira; handingazununguswi.
Explore Mapisarema 62:6
4
Mapisarema 62:1
Zvirokwazvo, mweya wangu unongorindira Mwari; Kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwangu.
Explore Mapisarema 62:1
5
Mapisarema 62:2
Ndiye oga dombo rangu nomuponesi wangu; Ndiye shongwe yangu yakakwirira; handingazununguswi zvikuru.
Explore Mapisarema 62:2
6
Mapisarema 62:7
Kuna Mwari ndiko kunokuponeswa kwangu nokukudzwa kwangu; Dombo resimba rangu noutiziro hwangu zviri kuna Mwari.
Explore Mapisarema 62:7