1
Mapisarema 46:10
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
“Nyararai, muzive kuti ndini Mwari; Ndichava mukuru pakati pavahedheni, ndichava mukuru panyika.”
Compare
Explore Mapisarema 46:10
2
Mapisarema 46:1-2
Mwari ndiye utiziro hwedu nesimba redu, Ndiye mubatsiri ari pedyo-pedyo panguva dzokumanikidzwa. Saka hatingatyi, kunyange nyika ikashanduka, Uye kunyange makomo akabviswa akaiswa mukati mamakungwa
Explore Mapisarema 46:1-2
3
Mapisarema 46:4-5
Rwizi ruripo, rune hova dzinofadza guta raMwari, Iyo nzvimbo tsvene yetabhenakeri dzo Wokumusorosoro. Mwari ari mukati maro; haringazununguswi; Mwari acharibatsira kana utonga hwotsvuka.
Explore Mapisarema 46:4-5
4
Mapisarema 46:9
Anogumisa kurwa kusvikira pakuguma kwenyika; Anovhuna uta, nokuvhuna-vhuna pfumo; Anopisa ngoro dzokurwa nomoto.
Explore Mapisarema 46:9