1
Mapisarema 34:18
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Jehovha ari pedyo navane mwoyo yakaputsika, Anoponesa vane mweya yakapwanyika.
Compare
Explore Mapisarema 34:18
2
Mapisarema 34:4
Ndakatsvaka Jehovha, akandipindura, Akandisunungura pakutya kwangu kwose.
Explore Mapisarema 34:4
3
Mapisarema 34:19
Akarurama anamadambudziko mazhinji; Asi Jehovha anomurwira abude paari ose.
Explore Mapisarema 34:19
4
Mapisarema 34:8
Ravirai henyu, muone kuti Jehovha wakanaka; Akakomborerwa munhu anovimba naye.
Explore Mapisarema 34:8
5
Mapisarema 34:5
Vakatarira kwaari, vakapenyeswa nomufaro; Zviso zvavo hazvingatongonyadziswi.
Explore Mapisarema 34:5
6
Mapisarema 34:17
Vakarurama vakadana, Jehovha akanzwa, Akavarwira panjodzi dzavo dzose.
Explore Mapisarema 34:17
7
Mapisarema 34:7
Mutumwa waJehovha anokomberedza vanomutya, Nokuvarwira.
Explore Mapisarema 34:7
8
Mapisarema 34:14
Ibva pane zvakaipa uite zvakanaka; Tsvaka rugare, urutevere.
Explore Mapisarema 34:14
9
Mapisarema 34:13
Dzora rurimi rwako pakutaura zvakaipa, Nemiromo yako, urege kutaura zvinonyengera.
Explore Mapisarema 34:13
10
Mapisarema 34:15
Meso aJehovha anotarira vakarurama, Uye nzeve dzake dzinonzwa kuchema kwavo.
Explore Mapisarema 34:15
11
Mapisarema 34:3
Kudzai Jehovha pamwechete neni, Ngatikudzise zita rake pamwechete.
Explore Mapisarema 34:3
Home
Bible
Plans
Videos