1
Mapisarema 30:5
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Nokuti kutsamwa kwake kuripo chinguva chiduku; Asi ngoni dzake ndedzoupenyu hwose. Kuchema kungavapo madekwana, Asi mufaro unosvika mangwanani.
Compare
Explore Mapisarema 30:5
2
Mapisarema 30:11-12
Makashandura kuchema kwangu kukava kutamba; Makasunungura gumbo rangu, mukasunga chiuno changu nomufaro; Kuti mweya wangu ukuimbirei nziyo dzokurumbidza, urege kunyarara. Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.
Explore Mapisarema 30:11-12
3
Mapisarema 30:2
Jehovha, Mwari wangu, Ndakachema kwamuri, imi mukandiponesa.
Explore Mapisarema 30:2
4
Mapisarema 30:4
Imbirai Jehovha nziyo dzokurumbidza, imi vatsvene vake, Muvonge kana muchirangarira zita rake dzvene.
Explore Mapisarema 30:4
5
Mapisarema 30:1
Ndichakukudzai zvikuru, Jehovha; nokuti makandisimudza, Hamuna kutendera vavengi vangu kufara nokuda kwangu.
Explore Mapisarema 30:1
Home
Bible
Plans
Videos