1
Zvirevo 8:35
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Nokuti andiwana, awana hupenyu, Achapiwa nyasha naJehovha.
Compare
Explore Zvirevo 8:35
2
Zvirevo 8:13
Kutya Jehovha ndiko kuvenga zvakaipa; Kuzvikudza namanyawi nenzira yakaipa, Nomuromo unonyengedzera, ndinozvivenga.
Explore Zvirevo 8:13
3
Zvirevo 8:10-11
Gamuchirai kuraira kwangu, murege kugamuchira sirivha; Nezivo, kupfuura ndarama yakasarurwa. Nokuti uchenjeri hwakanaka kupfuura korari; Zvose zvinodikanwa hazvingaenzaniswi nahwo.
Explore Zvirevo 8:10-11