1
Isaya 29:13
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Ishe akati, “Ava vanhu zvavanoswedera kwandiri, vachindikudza nomuromo wavo uye nemiromo yavo, asi mwoyo yavo vakaiisa kure neni, nokunditya kwavo zvawava murayiro wavanhu wavakadzidziswa
Compare
Explore Isaya 29:13
2
Isaya 29:16
Haiwa, kutadza kwenyu! Ko muumbi wehari akaenzana nevhu here, kuti chakaitwa chiti pamusoro pomuiti wacho, “Iye haana kundiita”; kana chakaumbwa chiti pamusoro pomuumbi wacho, “Iye haana njere?”
Explore Isaya 29:16