1
Ezira 10:4
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Simukai, nokuti ndimi mune basa iri, isu tinemi; tsungai mwoyo, muzviite.”
Compare
Explore Ezira 10:4
2
Ezira 10:1
Zvino Ezira akati achinyengetera, achizvireurura, achichema nokuzviwisira pasi pamberi peimba yaMwari, ungano huru-huru yavarume navakadzi navana vavaIsiraeri vakaungana kwaari; nokuti vanhu vakachema zvikuru kwazvo.
Explore Ezira 10:1