1
Mabasa 27:25
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Naizvozvo, varume, tsungai mwoyo, nokuti ndinotenda Mwari, kuti zvichaitika sezvandakaudzwa.
Compare
Explore Mabasa 27:25
2
Mabasa 27:23-24
Nokuti usiku huno mutumwa waMwari, wandiri wake, nowandinoshumirawo, akamira neni, akati, ‘Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mwari akakupa vose vanofamba newe muchikepe.’
Explore Mabasa 27:23-24
3
Mabasa 27:22
Asi zvino ndinokurayirai kuti mutsunge mwoyo; nokuti hakuna angarasikirwa noupenyu hwake pakati penyu, asi chikepe bedzi.
Explore Mabasa 27:22