1
Mabasa 20:35
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Pazvinhu zvose ndakakuratidzai, kuti muchibata muchidai, munofanira kubatsira vasina simba, nokurangarira mashoko aIshe Jesu, sezvakataura amene achiti, ’Kupa kuno mufaro chaiwo kupfuura kugamuchira.’ ”
Compare
Explore Mabasa 20:35
2
Mabasa 20:24
Asi handina hanya noupenyu hwangu, handihudi, kuti ndipedze rwendo rwangu nebasa randakapiwa nalshe Jesu, rokupupura kwazvo Vhangeri yenyasha dzaMwari.
Explore Mabasa 20:24
3
Mabasa 20:28
Zvichenjerei imi, neboka rose ramakaitirwa vatariri varo naMweya Mutsvene, kuti mufudze kereke yaMwari, yaakatenga neropa rake.
Explore Mabasa 20:28
4
Mabasa 20:32
“Zvino ndinokuisai kuna Ishe, neshoko renyasha dzake, iye ane simba rokukuvakisai, nokukupai nhaka pakati pavakaitwa vatsvene vose.
Explore Mabasa 20:32