1
Mabasa 18:10
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
nokuti ini ndinewe; hapana munhu angakumukira akakuitira zvakaipa, nokuti ndina vanhu vazhinji muguta rino.”
Compare
Explore Mabasa 18:10
2
Mabasa 18:9
Zvino Ishe akati kuna Pauro usiku nechiratidzo, “Usatya hako, asi taura, usanyarara
Explore Mabasa 18:9