1
Mabasa 10:34-35
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Ipapo Petirosi akashamisa muromo wake akati, “Zvirokwazvo, ndinoona kuti Mwari haazi mutsauri wavanhu; asi parudzi rupi norupi, munhu, anomutya, achiita zvakarurama, anogamuchirwa naye.
Compare
Explore Mabasa 10:34-35
2
Mabasa 10:43
“Vaporofita vose vanomupupurira kuti nezita rake mumwe nomumwe anotenda kwaari achapiwa ruregerero rwezvivi.”
Explore Mabasa 10:43