1
2 VaKorinde 8:9
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Nokuti munoziva nyasha dzaIshe wedu, Jesu Kristu, kuti kunyange akanga akapfuma, akava murombo nokuda kwenyu, kuti imi nourombo hwake muve vapfumi.
Compare
Explore 2 VaKorinde 8:9
2
2 VaKorinde 8:2
kuti pakati pokuedzwa kukuru kwokutambudzika, mufaro wavo mukuru, pamwechete nourombo hwavo hukuru, zvakawanza zvikuru kusanyima kwavo.
Explore 2 VaKorinde 8:2