1
1 Makoronike 16:11
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Tsvakai Jehovha nesimba rake; Tsvakai chiso chake nguva dzose.
Compare
Explore 1 Makoronike 16:11
2
1 Makoronike 16:34
Vongai Jehovha; nokuti akanaka; Nokuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi.
Explore 1 Makoronike 16:34
3
1 Makoronike 16:8
Vongai Jehovha, mudane zita rake; Zivisai zvaakaita pakati pendudzi dzavanhu.
Explore 1 Makoronike 16:8
4
1 Makoronike 16:10
Zvirumbidzei muzita rake dzvene; Mwoyo yavanotsvaka Jehovha ngaifare kwazvo.
Explore 1 Makoronike 16:10
5
1 Makoronike 16:12
Rangarirai mabasa ake anoshamisa, aakaita; Zvishamiso zvake, nezvaakatonga nomuromo wake.
Explore 1 Makoronike 16:12
6
1 Makoronike 16:9
Muimbirei, mumuimbire nziyo dzokukudza; Rondedzerai mabasa ake ose anoshamisa.
Explore 1 Makoronike 16:9
7
1 Makoronike 16:25
Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Iye anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.
Explore 1 Makoronike 16:25
8
1 Makoronike 16:29
Ipai Jehovha kukudzwa kunofanira zita rake; Uyai nechipiriso, uyai pamberi pake; Namatai kuna Jehovha mune nguo tsvene.
Explore 1 Makoronike 16:29
9
1 Makoronike 16:27
Kukudzwa noumambo zviri pamberi pake; Simba nomufaro zviri panzvimbo yake
Explore 1 Makoronike 16:27
10
1 Makoronike 16:23
Imbirai Jehovha, pasi pose; Paridzirai kuponesa kwake zuva rimwe nerimwe
Explore 1 Makoronike 16:23
11
1 Makoronike 16:24
dudzirai kubwinya kwake pakati pavahedheni, Namabasa ake anoshamisa pakati pendudzi dzose.
Explore 1 Makoronike 16:24
12
1 Makoronike 16:22
Achiti, “Musagunzva vazodzwa vangu, Navaporofita vangu musavaitira chakaipa.”
Explore 1 Makoronike 16:22
13
1 Makoronike 16:26
Nokuti vamwari vose vendudzi zvifananidzo hazvo; Asi Jehovha ndiye akaita kudenga-denga.
Explore 1 Makoronike 16:26
14
1 Makoronike 16:15
Rangarirai sungano yake nokusingaperi, Iro shoko raakaraira kumarudzi ane chiuru
Explore 1 Makoronike 16:15
15
1 Makoronike 16:31
Kudenga-denga ngakufare, napasi ngapafarisise; Pakati pendudzi ngavati, “Jehovha anobata ushe.”
Explore 1 Makoronike 16:31
16
1 Makoronike 16:36
Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Jehovha.
Explore 1 Makoronike 16:36
17
1 Makoronike 16:28
Ipai Jehovha, imi ndudzi dzavanhu, Ipai Jehovha kukudzwa nesimba.
Explore 1 Makoronike 16:28