1
Zekaria 7:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Ndiɀo ɀakataura Jehova wehondo, aciti: Ruramisirai kwaɀo pakutoŋga, mumŋe nomumŋe aitire hama yake ʋunyoro netsitsi
Compare
Explore Zekaria 7:9
2
Zekaria 7:10
regai kumanikidza cirikadzi, kana nherera, kana mutorwa, kana murombo; kurege kuʋa nomumŋe wenyu unofuŋgira hama yake ɀakaipa pamŋoyo pake.
Explore Zekaria 7:10