1
ƲaRoma 5:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Asi Mŋari unoratidza ruɗo rwake kwatiri pakuti Kristu wakatifira, ticiri ʋatadzi.
Compare
Explore ƲaRoma 5:8
2
ƲaRoma 5:5
tariro hainyadzisi; nokuti ruɗo rwaMŋari rwakaɗirwa mumŋoyo yeɗu noMŋeya Mutȿene watakapiwa.
Explore ƲaRoma 5:5
3
ƲaRoma 5:3-4
Ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi ŋgatifare ʋo mumaɗambudziko, ticiziʋa kuti kutambudzika kunoʋuyisa kutsuŋgirira; kutsuŋgirira kunoʋuyisa kuidzwa; kuidzwa kunoʋuyisa tariro
Explore ƲaRoma 5:3-4
4
ƲaRoma 5:1-2
Naiɀoɀo ɀatinoruramiswa nokutenda ŋgatiʋe norugare kunaMŋari naShe weɗu, Jesu Kristu; watakawana naye mapindire nokutenda munyasha idzi, dzatinomira madziri; ŋgatifare netariro yokuʋona kubginya kwaMŋari.
Explore ƲaRoma 5:1-2
5
ƲaRoma 5:6
Nokuti ticiri pakushaiwa simba, Kristu paŋguʋa yakafanira wakafira ʋasiŋgaɗi Mŋari.
Explore ƲaRoma 5:6
6
ƲaRoma 5:9
Ɀino, ɀatakaruramiswa muropa rake, ticaponeswa ɀikuru sei naye pakutsamŋa.
Explore ƲaRoma 5:9
7
ƲaRoma 5:19
Nokuti ʋazhinji sezaʋakaitwa ʋatadzi nokusaterera kwomumŋe, saiɀoɀo ʋazhinji ʋacaitwa ʋakarurama nokuterera kwomumŋe.
Explore ƲaRoma 5:19
8
ƲaRoma 5:11
ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi tinofara ɀikuru ʋo munaMŋari naShe weɗu Jesu Kristu, watakapiwa ɀino naye iko kuyananiswa.
Explore ƲaRoma 5:11
Home
Bible
Plans
Videos