1
Mapisarema 16:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Mucandiratidza nzira yoʋupenyu; Mufaro wakazara uri pamberi paŋgu; Paruʋoko rwenyu rworudyi paneɀinofadza nokusiŋgaperi.
Compare
Explore Mapisarema 16:11
2
Mapisarema 16:8
Ndakaisa Jehova pamberi paŋgu ŋguʋa dzose; Ɀaari kurudyi rwaŋgu, handiŋgazunuŋguswi.
Explore Mapisarema 16:8
3
Mapisarema 16:5
Jehova ndiye mugoʋe wenhaka yaŋgu nowomukombe waŋgu; Munoceŋgeta mugoʋe waŋgu.
Explore Mapisarema 16:5
4
Mapisarema 16:7
Ndicarumbidza Jehova wakandipa mano, Ɀirokwaɀo, itȿo dzaŋgu dzinondidzidzisa paŋguʋa dzoʋusiku.
Explore Mapisarema 16:7
5
Mapisarema 16:6
Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nɀimbo dzakanaka; Ɀirokwaɀo, nhaka yaŋgu yakaiȿo‐naka.
Explore Mapisarema 16:6
6
Mapisarema 16:1
Ndiceŋgetei, Mŋari; nokuti ndinoʋimba nemi.
Explore Mapisarema 16:1