1
Mateo 3:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Naiɀoɀo ɓerekai ɀiɓereko ɀakafanira kutendeʋuka.
Compare
Explore Mateo 3:8
2
Mateo 3:17
Ɀino tarira, inzwi rakabva kuɗeŋga, riciti: Uyu ndiye Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, wandinofarira!
Explore Mateo 3:17
3
Mateo 3:16
Jesu, wakati abapatidzwa, pakarepo akaɓuɗa mumvura; ɀino, tarira, ɗeŋga rakamuzarurirwa, akaʋona Mŋeya waMŋari aciɓuruka senjiʋa, akaʋuya pamsoro pake.
Explore Mateo 3:16
4
Mateo 3:11
Ini ndinokubapatidzai nemvura, mutendeʋuke; asi unoʋuya shure kwaŋgu, unesimba, kupfuʋureni, uyo wandisakafanira kutakura shaŋgu dzake; iye ucakubapatidzai noMŋeya Mutȿene nomŋoto.
Explore Mateo 3:11
5
Mateo 3:10
Ɀino sanhu ratoiswa pamudzi wemiti; saka muti mumŋe nomumŋe usiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakanaka, unotemŋa, ukakandirwa mumŋoto.
Explore Mateo 3:10
6
Mateo 3:3
Nokuti uyu ndi wakarebga nomuprofita Isaya, aciti: Inzwi rounoɗana murenje: Gadzirai nzira yaShe, Ruramisai migwagwa yake.
Explore Mateo 3:3
Home
Bible
Plans
Videos