1
II ƲaTesaronika 1:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Naiɀoɀo tinokunyeŋgetererai ʋo ŋguʋa dzose, kuti Mŋari weɗu ati, makafanirwa nokuɗanwa kwenyu, akwanise nesimba rake kuɗa kwenyu kwose kuita ɀakanaka namaɓasa ose okutenda
Compare
Explore II ƲaTesaronika 1:11
2
II ƲaTesaronika 1:6-7
ɀaɀakarurama kunaMŋari, kuti atsiʋe nokutambudzika iʋaʋo ʋanokutambudzai; nemi munotambudzwa, kuti mupiwe kuzorora pamŋe cete nesu pakuʋonekwa kwaShe Jesu, kana acibva kuɗeŋga naʋatumŋa ʋesimba rake
Explore II ƲaTesaronika 1:6-7